Chabvondoka muPSL
Abel Ndooka MWAKA wenhabvu wa2026 weCastle Lager Premiership uri kutanga nemusi weChishanu svondo rino apo pachaona chikwata cheHunters FC, icho chiri kutamba muPremier Soccer League kekutanga, chichitatsurana neMWOS FC kuRufaro…
‘Ndakabviswa munyama nekugezeswa nemvura yezvitunha ndiri musvo’
Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 27 okuberekwa anobva kuZengeza 2, kuChitungwiza, anoti akatarisana nedambudziko guru mukurarama kwake zvichitevera kugezeswa kwaanoti akaitwa nemvura yezvitunha ari musvo neimwe n’anga iyo yaimubatsira kubvisa…
Voruzhinji vogamuchira kuuya kwemari itsva yemaZiG
Muchaneta Chimuka VORUZHINJI vari kupembedza zvikuru danho rakatorwa neHurumende, kuburikidza nebhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ), rekuunza mari itsva yemaZiG, iyo ichabudiswa nomusi wa7 Kubvumbi 2026. Mari itsva…
Mwaruwari ari mudenga rechinomwe . . . dare rati apihwe US$570k
Lovemore Dube BENJANI MWARUWARI pari zvino ari mudenga rechinonwe. Svondo rapera akapihwa motokari itsva neUS$10 000 kubva kune mukotsveri weHighlanders, muzvinabhizimusi Wicknell Chivayo. Iye zvino ari kufanira kubhadharwa US$570 000…
Bhinya orangarira nherera
Abel Ndooka MUIMBI wesungura – Hebert ‘Bhinya’ Jack – akabura kambo, ‘Born Lonely’, kari pamusoro pekuti veruzhinji vakoshese pamwechete nekusimudzira vana vanove nherera sezvo dzimwe nguva vachishaya variritiri. Kambo aka…
Mudzimai asungwa azvambaradza mwanasikana (15) aba chibage
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaSabhuku Huchu, kuMvuma akasungwa nemhosva yekurova zvakaipisisa mwanasikana wake ane makore 15 okuberekwa achimupomera kuti akanga aba miguri yechibage mumunda memuvakidzani wavo. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector…
Murume (20) abatwa neveruzhinji aba mwana
Kingstone Mapupu MURUME anobva kwaMambo Nerupiri kwaGutu, kuMasvingo — Tafadzwa Jimere (20) — akabatwa neveruzhinji ndokuzoendeswa kumapurisa mushure mekunge aba mwanakomana ane makore matatu okuberekwa kurukisheni rweMucheke F, kuMasvingo nemusi…
Murume (37) asungwa awanikwa aine midzatsa 16 yembanje
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 37 okuberekwa, Danisa Ncube, akasungwa mushure mekuwanikwa aine midzatsa 16 yembanje iyo yaive mubhegi rake. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanoti murume uyu…
Baba vabata chibharo mwanasikana (15) ndokumumitisa nekuzomubvisisa pamuviri
Munyori weKwayedza MURUME wekuSt Mary’s, kuChitungwiza akatongerwa kugara mujeri kwemakore 20 mushure mekubatwa nemhosva yekubata chibharo mwanasikana wake ane makore 15 okuberekwa ndokumupa pamuviri pamwe nekuzoita kuti pamuviri apa pabviswe…
Varume 2 vafira mudhamu vachiita zvemanjuzu
Kingstone Mapupu VARUME vaviri vaiita zvekupira mashavi emanjuzu vakafira mumvura mudhamu reClydesdale kuGweru nemusi weChipiri. Mutauriri wemapurisa kuMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanotsinhira nyaya iyi vachiti vashakabvu ava ndiPhilemon Matavire (46)…











