Zvirimwa zvakadyarwa nekukasika zvotirira muzuva

Nyasha Simbisai ZVIRIMWA zvetsanga diki nezvimwe zvakakasika kudyarwa hazvina kunyanya kukanganiswa nokuda kwekusanaya kwemvura nguva pfupi yadarika, izvo zvakasiya chibage chakawanda chichiratidza kusvava pamusana pekupisa kwakanyanya. Izvi zvinotevera kunaya kwakaita…

Chabvondoka muCastle Challenge Cup

Abel Ndooka HAKUDANWE anonzwa nemusi weSvondo uno apo shasha yeCastle Premiership, Scottland FC, ichasangana neDynamos FC kuRufaro Stadium muHarare mumutambo weCastle Challenge Cup. Mutambo uyu unotambwa gore negore mwaka wePremier…

Maswanhise orwira mubairo weGolden Boot

Abel Ndooka MUTAMBI wemaWarriors eZimbabwe neMotherwell yekuScotland Tawanda Maswanhise ari murwendo rwekurwira mubairo weScottish Golden Boot, zvichitevera kupisa kwaari kuita muWilliam Hill Premiership. Kusvika pari zvino, Maswanhise akwanisa kunwisa ka14…

Bumha renhunzi rakatungamira kunotaridza pane mutumbi wemwana

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopo, bumha renhunzi rinonzi rakatungamira mumwe murume kunosvika paive nemutumbi wemwana ane makore maviri okuberekwa, uyo wakanikwa uri murwizi. Mwana uyu anofungidzirwa kuti akaita zvekupondwa papurazi…

Industry leaders tackle threat to local manufacturing through Zimpapers public lecture

    Delegates from across Zimbabwe’s industrial and business landscape have arrived for a high-level public lecture convened to confront the growing menace of counterfeit, expired and substandard goods, a…

Murume (48) asungwa nemhosva 20 dzekuba mudzimotokari

Kingstone Mapupu MURUME wekuBeitbridge anonzi Halbane Moyo (48) akasungwa nematikitivha eCriminal Investigations Department (CID) nekuda kwemhosva makumi maviri dzekuba zvinhu zvakasiyana-siyana mudzimotokari. Mhosva idzi dzinonzi dzakaparwa kubva muna Zvita gore…

Ndaimborarama nekubata mbeva ndichitengesa: Macheso

Trust Khosa ALICK Macheso anoti aimborarama nekubata mbeva achitengesa. Izvi zvaiona pasvondo rimwe chete achibata mbeva dzinosvika 900 uye achidzitengesa kuDzivaresekwa. Mutungamiriri wechikwata cheOrchestra Mberikwazvo uyu akakurira kuShamva asati aenda…

Mudzimai opikira jeri kushinha nemwana (5) wemuroja

Sukulwenkosi Dube-Matutu MUDZIMAI wekuGwanda ane makore 43 okuberekwa akatongerwa kugara mujeri kwemakore 17 mushure mekubatwa nemhosva yekushungurudza pabonde mwanakomana wemuroja wake ane makore mashanu okuzvarwa. Sibonokuhle Nkala wekuVumbachikwe haana kubvuma…

Nyachide aponda mwanakomana (3) wavahosi

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 18 okuberekwa wekwaSabhuku Madzura kudunhu raMambo Sahi, kuGokwe South akasungwa nemhosva yekuponda mwanakomana wemukadzi mukuru wemurume wake. Nyaya iyi inonzi yakaitika nemusi wa13 Kukadzi. Mutauriri…

Muzvinabhizimisi azvisungirira akafa mubhawa

Kingstone Mapupu MUZVINHABHIZIMISI aishandira panzvimbo yekwaMonera kudunhu raMambo Nyamweda, kuMhondoro akazvisungirira mubhawa anetsana nemudzimai wake. Nyaya iyi yakaitika nguva pfupi yadarika paBottle Store rekwaMaponga panzvimbo yemabhizimisi iyi. Mutevedzeri wemutauriri wemapurisa…

×