Vana 2 vatsvira mumba

Kingstone Mapupu VANASIKANA vaviri, ane makore maviri okuberekwa neane makore mana, vekuMasvingo vakatsvira mumba mushure mekunge imba yavaive varere yabatira moto uyo usati wazivikanwa kuti wakatanga sei munguva dzemanheru. Mutauriri…

DeMbare zvaimomotera

Abel Ndooka ZVIKWATA zvenhabvu zvinoti Dynamos FC neChicken Inn zvakatemerwa zvirango zvakaomarara nePremier Soccer League (PSL) nokuda kwenyaya dzakasiyana-siyana, dzinosanganisira kukonzeresa kusapera zvakanaka kwemimwe yemitambo yazvo. Chicken Inn, iyo inozivikanwa…

MAONERO EDU: Ngatingwarirei njodzi dzemoto mumwaka wechando

MWAKA wechando pari zvino wave pakati, apo kunze kuri kuwedzera kutonhora munzvimbo dzakawanda, izvo zviri kuita kuti voruzhinji vatsvage nzira dzakasiyana-siyana dzekuti vadziirwe. Zvakakosha kuti munhu azvidzivirire kubva mukutonhorwa nechando.…

MaSables hutu kuWorld Cup

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika cherugby chemaSables chakanyora nhoroondo mushure mekuhwinha tikiti rekunokwikwidza kumutambo mukuru weMen’s Rugby World Cup 2027, uyo uchatambirwa kuAustralia, zvichitevera kukunda kwachakaita Namibia mufainari yeRugby Africa Cup…

Rimai mbeu dzetsanga diki: Mambo Chireya

Kingstone Mapupu MAMBO CHIREYA, VaHenry Chidzivo, vekuGokwe, vokurudzira kurimwa kwembesa dzetsanga diki dzakadai sezviyo nemapfunde sezvo dzinotirira muzuva. Kurudziro iyi iri kuuya zvichitevera kusanduka kwemamiriro ekunze apo mvura inombonaya zvakashomeka…

Zvikoro zvitatu zvatarisana nemakwikwi makuru

Abel Ndooka ZVIKORO zvitatu zvekuNyanga North zvichabandana mumutambo weMatengambiri Soccer Tournament, uyo uchabatsira vatambi vechidiki vari kusimukira kuwana mabhezari uye mukana wekudzidziswa nhabvu nevarairidzi vepamusoro. Muchiitiko ichi, icho chichatora nzvimbo…

MACHIKOCHORI: Nakirwa nemazondo emombe

MAZONDO emombe kudya kunovaka muviri sezvo tichiwana mapuroteni kubva kwaari uye vamwe vanoti anosimbisa musana. Mai Ropafadzo Mazhambe vekuGokwe svondo rino vanodonongodza mamwe mabikirwo emhando yepamusoro emazondo. Zvinodiwa: Chikari kana…

BVUNZA GODOBORI: Mombe yechiredzwa ichiri kubviswa here?

Muchikamu chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema, uye vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Ini ndiri mudzimai ane…

Ndiri murume akafa ari kufamba: Mukwamba . . . Mhuri yedu ine chituko

Trust Khosa MUIMBI akamboita mukurumbira makore adarika, Patrick Mukwamba, anoti mweya wake wakaremerwa zvakanyanya. Anotenda zvakasimba kuti ari kushungurudzwa nekuda kwemunyama kana kuti chituko chemumhuri yake. Shasha iyi, iyo yakanetsa…

President Mnangagwa declares Chitungwiza crash a national disaster

Ivan Zhakata PRESIDENT Mnangagwa has declared the horrific road traffic accident that claimed 17 lives in Chitungwiza yesterday a national disaster, thereby paving the way for urgent State support and…

×
×