Minister Mhona mourns Chitungwiza accident victims
Freeman Razemba TRANSPORT and Infrastructural Development Minister Felix Mhona has sent a condolence message to the families of the 17 people who died when a commuter omnibus they were travelling…
Mwedzi 20 mujeri vavharira mwana mumba kwemakore 3
Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza nemudzimai wake vakatongerwa kugara mujeri kwemwedzi 20 izere mushure mekubatwa nemhosva yekuvharira mumba mwanakomana wavo ane makore 16 okuberekwa kwemakore matatu apo vaimunyima zvokudya. Izvi zvakakonzera…
Makorokoza 2 asungwa aponda munhu
Kingstone Mapupu MAKOROKOZA maviri, Tinotenda Mushoriwa (35) naChristine Ngwarai (49) vakasungwa nemhosva yekuponda munhu pane mumwe mugodhi uri kuKwekwe. Detective Inspector Rachel Muteweri vanova mutauriri wemapurisa ematikitivha echikamu cheCriminal Investigations…
Murume atongerwa makore 15 mujeri nekuda kwe54 kgs dzembanje
Kingstone Mapupu MUNYAYA inotaridza kusimbaradzwa kwekurwisana nekushandiswa kwezvinodhaka munyika, dare reBeitbridge Regional Court rakatongera James Vengesai (43) wekwaRukweza 2 kwaChirumhanzu kuti agare mujeri kwemakore makore 15 nekuda kwemhosva yekuwanikwa aine…
Huwandu hwevana vari kubarwa hwoderera: UNFPA
Muchaneta Chimuka HUWANDU hwevana vari kubarwa munyika dzepasi rose, kusanganisira Zimbabwe, hunonzi huri kuderera nekuda kwezvikonzero zvakadai semamiriro enyaya dzehupfumi nekusimbaradzwa kwezvirongwa zvekurera mhuri. Izvi zvakabuda pazuva reWorld Population Day…
Mudzimai anopihwa chikafu nechubhu yepadumbu otsvaga rubatsiro
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wechidiki, Gamuchirai Mukomachirendo (23), wekuManyame Park kuChitungwiza ari kutsvaga rubatsiro rweUS$350 yekuti anovhiiwa kuchipatara padambudziko raanaro rekukundikana kumedza chikafu nemuromo izvo zvinoita kuti ange achipihwa chikafu nechubhu…
Baba vavharira mwana (16) mumba kwemakore 3 . . . apedzisira ave kudya tsvina yake
Muchaneta Chimuka MWANAKOMANA ane makore 16 okuberekwa vekuChitungwiza anonzi akavharirwa mumba kwemakore matatu achinyimwa zvokudya nababa vake vachibatsirana nemudzimai wavo izvo zvakazokonzera kuti apedzisire ave kudya tsvina yake. Mwana uyu…
Mwanakomana (18) afa aona ‘mapere’ husiku
Kingstone Mapupu MWANAKOMANA ane makore 18 ekuberekwa wemumusha waSabhuku Rubatika Zimunhu kuDema mudunhu raMambo Seke anonzi akafa mushure mekushanyirwa nevaroyi usiku aenda kunochengeta pamba pemuvakidzani apo anonzi akaona mapere iye…
Mwanasikana (44) apisira amai mumba akadhakwa
Lovemore Kadzura MUNYAYA yakasiya vagari vekuChimanimani vasina remuromo, mumwe mudzimai, uyo ainge akadhakwa zvakadarikidza nedoro, akapisa imba yavo yekubikira izvo zvakaona amai vake vane makore 72 ekuberekwa vachirasikirwa nehupenyu mushure…
BVUNZA GODOBORI: Mazuva ano kuchine ngozi here?
MUCHIKAMU chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvinonetsa mumararamiro evatema, vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Ndakaona svondo rapera bepanhau reKwayedza richiburitsa nyaya…











