Varume vaponderana nzvimbo yekukuhwidzira moto
Kingstone Mapupu VARUME vaviri vemudhorobha reZvishavane, kudunhu reMidlands vanonzi vakarwisana zvakaipisisa nekuda kwenzvimbo yekukuhwidzira moto izvo zvakazokonzera kufa kwemumwe wavo. Nyaya iyi yakaitika nemusi wa5 Chikunguru nenguva dza5 mangwanani. Mutauriri…
Makororo 2 atongerwa kugara mujeri kwemakore 144
Kingstone Mapupu MAKORORO maviri, ayo akange aita mukurumbira wekubira vatyairi vedzimotokari mari nemimwe midziyo mumigwagwa kuMwenezi apo vaive vakapakata, akatongerwa kugara mujeri kwemakore 144 pamumwe nemumwe wavo. Vaviri ava ndiGift…
Mhuri yofa mumwedzi 3 mimwe chete gore roga-roga . . . Vambosendeka chipositori vopotera kun’anga
Kingstone Mapupu MHURI yekwaGudyani inobva kwaSabhuku Dare kwaDotito, kuMt Darwin – iyo inonamata chechi yeJohane Marange – inoti yapera kufa zvisina tsarukano kubva munaNyamavhuvhu kusvika Gumiguru gore roga-roga. Dambudziko remhuri…
Murume (40) afa afushirwa nemarasha
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 40 okuberekwa, uyo aiita basa rekutyaira muchina wekutakura marasha weFront End Loader pane imwe kambani kuKwekwe, akafushirwa nemarasha apo akabheuka zvakazokonzera kufa kwake. Mutauriri…
Mwanasikana (14) otsvagwa mushure mekushaikwa
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuMasvingo ari kutsvaga mwanasikana anonzi Beyonce Chinheva (14) wekuRunyararo West mudhorobha iri uyo asiri kuzivikanwa kwaari mushure mekunge akangobva pamba mangwanani nguva pfupi…
BVUNZA GODOBORI: Mwana akarova baba anotanda botso here?
MUCHIKAMU chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema, uye vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Ndingafare zvakanyanya kana mukandibatsirawo…
‘Torai kupfuya tsuro sebhizimusi’
Kingstone Mapupu VARIMI vanopfuya tsuro munyika vokurudzirwa kuti vatore basa iri sebhizimusi kuitira kuti vakwanise kuwana pundutso uye kusimudzira chikamu ichi, icho chinobatsira nekuwanisa nyama nezvimwe zvakasiyana-siyana kune voruzhinji. Kurudziro…
MACHIKICHORI: Nakirwai nemutakunanzva wetsunga ine dovi
Muchaneta Chimuka USAVI hwetsunga ine dovi mudyandakasungwa chaiwo uye wakakosha zvikuru kuutano hwevanhu sezvo tichiwana mavitamin A neC uye iron kubva kwauri, izvo zvinobatsira mukusimbisa mabhonzo nekuwedzera ropa mumuviri. Svondo…
DeMbare ine gomo guru rekukwira
Abel Ndooka CHIKWATA cheDynamos FC chine gomo guru rekukwira musi weMugovera svondo rino apo chichasangana neTelOne kuAscot Stadium, kuGweru, mumutambo weCastle Lager Premier Soccer League (PSL) matchday 20. Dynamos inofanirwa…
ZEGU yahwapura mukombe werugby wemakoreji
Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe Ezekiel Guti University (ZEGU) ndicho chakatora mubairo mukuru weZimbabwe Tertiary Institutions Sports Union mumutambo werugby zvichitevera kukunda kwachakaita cheHarare Polytechnic mufainari yakatambirwa kuBulawayo. ZEGU yakakunda Harare…











