Makore 11 Chitungwiza yakatarisana nedambudziko remvura

Muchaneta Chimuka VAGARI vemuChitungwiza vari kuramba vachichema nedambudziko remvura iro rave nemakore anosvika gumi nerimwe vakatarisana naro izvo zviri kuona vamwe vachipona nekushandisa mvura yemumatsime asina kuchengetedzwa uye zvichipa mukana…

Mbuya (107) vatsvira mumba

Sukulwenkosi Dube-Matutu AMBUYA vane makore 107 okuberekwa vemumusha weBengo kuWard 17, kuGwanda vakafa zvinosiririsa mushure mekunge mbatya dzavo dzabatira moto ndokutsva muviri wose apo vaive muimba yekubikira. Mbuya Perina Zhou…

MAONERO EDU: Zim iri mugwara kuve dura reSadc

ZIMBABWE inotaridza kuti iri mugwara rakanaka rekuti idzokere pachidanho chayo chakare chekuva dura rechikafu mudunhu reSADC. Izvi zvinotevera kushanda nesimba kuri kuitwa neHurumende yeSecond Republic, yakabatana nemapoka akasiyana-siyana, pakupa varimi…

Varimi vemombe vovandudzwa ruzivo

Muchaneta Chimuka SANGANO reParticipatory Ecological Land Use Management (Pelum Zimbabwe) rosimudzira mabasa evarimi vezvipfuyo zvakaita semombe nembudzi kuburikidza nekuvadzidzisa machengeterwo azvo, nyaya dzemafuro uye kudzivirira kuti zvisabatwe nezvirwere zvakasiyana-siyana. Nguva…

Mabvirabvira ingazviite zvakare here paKepekepe?

Abel Ndooka KUCHATSVA demo kugosara mupinyi kunhandare yeRufaro muHarare nemusi weSvondo uno apo Scottland FC ichatatsurana neCAPS United mumutambo weCastle Lager Premier Soccer League (PSL) Matchday 19. Uyu ndiwo mutambo…

Chakachaya kumakwikwi emakoreji

Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwi anonzwa kuRimuka Stadium kuKadoma musi weChishanu chino apo vatambi vanobva kumapurovhinzi akasiyana-siyana vachakwikwidzana mumitambo yemabhora yeAssociation of Independent Colleges in Zimbabwe (AICZ). Mapurovhinzi manomwe achange achitatsurana…

Shwaudza mukanwa nemajuru

Muchaneta Chimuka MAJURU kudya kunofarirwa nevanhu vakawanda kubva pasichigare. Kudya uku kwakakosha nokuti kunotipa mapuroteni neiron, izvo zvinoita kuti mabhonzo emumuviri agare akasimba. Pamusoro pezvo, tinowana mavitamin anoti A neB.…

TISHAMWARIDZANE: Muri kutsvaga shamwari here?

NDIRI murume ane makore 28. Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25. Akazvipira kuenda kunovhenekwa ropa andifarira ngaandibate pa0789 109 430. **************************** Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27.…

Gadziriro dzezuva remagamba, remauto dzatanga

Munyori weKwayedza GADZIRIRO dzezuva remagamba (Heroes Day) neremauto (Defence Forces Day) dzatanga, paine hurongwa hwakasimba hwekuremekedza mhare dzehondo nekucherechedza zvizvarwa zveZimbabwe zviri kuita mabasa akasanangurika. Vachitaura kuvatori venhau mushure mekupera…

Tarakinyu, Chidzivo hutu nemikombe

Abel Ndooka SHASHA dzemarathon — Moses Tarakinyu naFortunate Chidzivo — ndidzo dzakahwinha mibairo mikuru yemujaho weTanganda Half Marathon, uyo wakaitirwa kwaMutare svondo radarika. Tarakinyu akahwinha mujaho mukuru wevarume wemakiromita 21, Chidzivo achihwinhawo…

×
×