‘Mapfupa anoda kuvigwa patsva’

SANGANO rinomirira vanamujibha nanachimbwido, reZimbabwe Liberation War Collaborators Association (ZILIWACO), riri kukurudzira kuti mapfupa evaiva varwi vehondo yerusununguko rweZimbabwe vakafira kumatunhu

Ogara panze mumba muine maroja

VANHU vaive mudare vakasiririswa apo mumwe mukadzi akati hanzvadzi yake yakamudzinga mumba yavakasiirwa nevabereki vavo ndokuisa maroja uye ari kugara panze apo ari kunaiwa nemvura zvose nemidziyo yake.

GRADE 7: Mamiriro ebvunzo

Ticha Danga TAPINDA tapinda mugwaro rechinomwe. Chinhu chese chine mubairo wacho muupenyu uye vakuru vanoti apunyaira haashayi misodzi. Kana ukamira-mirawo kubva gore richitamga kudai kusvika panonyorwa bvunzo unofanirwa

A-LEVEL — MASIMBA: Mzamo anotaurira mudzimai kanyaya

“HONYE YEMUNHU” naBarbara Makhalisa (43-51) Ndipo paanoti ainge achifunga nezveimwe nyaya yemumwe murume waaishanda naye uyo ainge akamuudza kuti akanga akaroorwa nemumwe mukadzi wekune imwe nyika akamutenga nemari kuti mukadzi…

Chikoro chobatsira vana vakaremara

MURAIRIDZI wepane chimwe chikoro chevana vakaremara mitezo kuGlen View 1, muHarare, anoti vana ava vane kodzero yekuwaniswa fundo sevamwe vose sezvo vaine zvipo zvakasiyana uye vanoda vanhu vane moyo murefu.

— Mutupo —MUFAKOSE – KUTAMBIRA HOMBARUME

Kaziwa Shava, Mwana waShirichirima,

DETEMBA TINZWE: CHIRUNGU CHENYU ICHI

naEmmanuel Chimombe Charovedzera charovedzera Bveni rakakwira mawere kwasviba.

Akafa arohwa nevakadzi 3 vaiva musvo

MURUME wekwaMusami, kwaMurehwa, anonzi akafa achirutsa ropa mushure mekunge arohwa munguva dzemanheru nevanhukadzi vatatu vanofungidzirwa kuti varoyi, avo akasangana navo pamhararano vasina kupfeka.

‘Amai muri zimuroyi’ l ‘Mapedza kudya vana vangu’

MUKADZI wekuChitungwiza anoti ashaya hope uye ari kugara akabatira hana mumawoko achitya mwanasikana wake uyo waanoti ari kuda kumuuraya nekumuisira mushonga wemakonzo muchikafu sezvo achimuti muroyi apedza

Handisi zera rekurambwa’. . . ‘apa wandichembedza’ . . . ‘igodo rinokusvota iwe’

IMWE chembere yakademba mudare ichiti murume wayo ave kuidzinga pamusha achiti ipfambi uye muroyi zvichitevera kutora kwaakaita mukadzi wechipiri.

×