Varoyi vakamurova: Zinatha
MUMWE wevakuru kusangano ren’anga nemapositori, reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha), Sekuru Elisha Mutanga (60), vanoti Munyaradzi akauraiwa nevaroyi.
Rovambira nemhungu zvakasiyana
naJairos Tapfuma NDANGA ndagarisa ndisati ndambonyora asi ndaona zvakakodzera kupa maonero angu pamusoro penyaya yakabuda muKwayedza (Ndira 1-7 2016) yaiva pamusoro penyoka yerudzi rwerovambira inonzi yakaruma mukadzi wekuBuhera
Anorova amai, nekuvatukirira
Janet Chikotosa MWANAKOMANA wekugara achirikita pamwe nekutukidzira zvinyadzi amai vake nekuda kwepfuma yenhaka yababa vake akazoendeswa kudare redzimhosva.
A-LEVEL — MASIMBA: Mzamo anotiza kupfurwa nepfuti
“HONYE YEMUNHU” naBarbara Makhalisa (43-5) Nyaya yacho (Enderero mberi):
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Robby naRoddy mbavha chaidzo
CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vawana mari, vanobva vangonyangarika vonanga Bulawayo uko vachanosvika mukupindira mubhangi remari. Chavanoda chete kungotsvaka avo vanogona kuvawanisa pfuti. Vapedza izvi, vanodzoka kupfambi dzavo kwava
GRADE 7: Zvinodiwa kuti mwana azive
Ticha Danga TAKACHINGAMIDZANA zvakapfuura, tikarairana zvikapera. Iye zvino tava kupinda mudingindira rezvidzidzo zvedu zvatichafamba nazvo kusvika tapinda mubvunzo dzemuna Gumiguru.
Hudhomu-dhomu neruzha
HANDIZIVE kuti kwenyu makapinda muGoredzva chirudzii, asi kwangu kwandinogara kwaingove nehudhomu-dhomu hwezviputi-puti nezvivai-vai. Dhomu, dhomu, po po po, dhomu, dhu, dhu, dhu, kwa kwa kwa gu gu dhuu!
Mhosva dzekurasa marara
neveEMA SANGANO rinoona nezvekuchengetedzwa kwenharaunda, reEnvironmental Management Agency, rinoti riri kuenderera mberi nechirongwa chekusungisa vose vanoonekwa vachirasira marara munzvimbo dzisina kukodzera.
‘Mukadzi wangu anobata-bata’
Janet Chikotosa MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi ari kumushungurudza akati anorova pamwe nekutuka mukadzi uyu nekuti haachamuda sezvo achibata-bata mishonga yakaipa.
DETEMBA TINZWE: DZINONGOVA NDANGARIRO
naSharmaine Makona Zuva nezuva dzingori ndangariro, Parinobuda neparinopindira munamai varo, Pataikuudza waiti takuramba Uchida kuzviitira hwako upenyu usina anotsiura. Paya pataiti tikupewo mazano iwe waiisa dzako, Nzeve zvitanda nokuda kuzviitira…

